Nezve marekodhi e chiHindi
ChiHindi chinonyorwa nemabhii eDevanagari. ChiHindi neChiUrdu zvinonzwika zvakafanana pakutaura: sarudzai ChiHindi kana muchida Devanagari, kana ChiUrdu kana muchida mabhii eUrdu. Mashoko anobva kuPersian kana Arabic anogona kunyorwa aine kana asina kadonhwe kenukta (ज़िंदगी kana जिंदगी); maperetero ose anoshandiswa mazuva ose muChiHindi.